top of page

Shona books for kids. Appropriate from age 3+

Mwana anenge atanga ECD anenge achikwanisa kurondedzera nyaya iri mumifananidzo semaonero aanoita. Izvi zvinomudzidzisa achiri mudiki kuverenga nyaya mumifananidzo. Bhuku iri rinobatsirawo kutokonya pfungwa dzemwana achivaka rungano kubva mumifananidzo.

CPS Ndazviparira Shona Book

£1.49Price
    bottom of page